Introduction

Tevedzera gwaro rino rekurayira kubvisa musoro nemubato wepombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa.

Iva nechokwadi kuti ushandise vanhu vaviri kana kupfuura kana uchitevedza gwaro rino rekurayira kuti udzivirire kukuvara, nekuti musoro wepombi unogona kurema.

Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana. Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.
  • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

  • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

Add Comment

Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato. Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.
  • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

Add Comment

Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato. Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.
  • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

Add Comment

Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi. Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
  • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

Add Comment

Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura. Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro. Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.
  • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

  • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

  • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

Add Comment

Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
  • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

Add Comment

Conclusion

Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

Member since: 09/24/2009

1 Reputation

726 Guides authored

0 Comments

Add Comment

View Statistics:

Past 24 Hours: 0

Past 7 Days: 0

Past 30 Days: 0

All Time: 70